Mark 6:50 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋose ʋakamuʋona, ʋakamanikidzwa; akataura naʋo, akati kwaʋari: Tsuŋgai mŋoyo, ndini, musatya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vose vakamuona uye vakatya. Pakarepo akataura kwavari akati, “Tsungai mwoyo! Ndini. Musatya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vose vakamuona, vakakundiswa; akataura navo, akati kwavari, “Tsungai mwoyo, ndini, musatya.”
Shona 2009?
Nokuti vose vakamuvona, vakatambudzika; pakarepo akataura navo, akati kwavari: Tsungai moyo, ndini, musatya.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vose vakamuona, vakakundiswa; akataura navo, akati kwavari, “Tsungai mwoyo, ndini, musatya.”