Mark 6:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akakwira kwaʋari mugwa, mhepo ikanyarara; ʋakashamiswa kwaɀo‐kwaɀo mumŋoyo yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akakwira mugwa navo, uye mhepo ikadzikama. Vakakatyamara zvikuru,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakwira mugwa muya mavaiva, mhepo ndokubva yanyarara. Vadzidzi vake vakashamiswa zvikuru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakwira kwavari muigwa, mhepo ikanyarara; vakashamiswa kwazvo-kwazvo mumwoyo yavo.
Shona 2009?
Akakwira kwavari muchikepe, mhepo ikanyarara; vakashamiswa kwazvo-kwazvo mukati mavo vakashamiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Akakwira kwavari muigwa, mhepo ikanyarara; vakashamiswa kwazvo–kwazvo mumwoyo yavo.