Mark 6:52 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakaŋga ʋasati ʋanzwisisa shoko reɀiŋgwa, nokuti mŋoyo yaʋo yakaŋga iri mikukutu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakanga vasati vanzwisisa nezvezvingwa, mwoyo yavo yakanga iri mikukutu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti havana kunge vanzwisisa nezvezvingwa zviya pamusana pokuti mwoyo yavo yakanga yakaomarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakanga vasati vanzwisisa shoko rezvingwa, nokuti mwoyo yavo yakanga iri mikukutu.
Shona 2009?
Nokuti vakanga vasina kunzwisisa zvezvingwa, nokuti moyo wavo wakanga uri mukukutu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakanga vasati vanzwisisa shoko rezvingwa, nokuti mwoyo yavo yakanga iri mikukutu.