Mark 7:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mucitorera shoko raMŋari simba netsika dzenyu dzamakaceŋgeta, neɀinhu ɀizhinji ɀakaɗaro munoɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokudaro munoparadza shoko raMwari nokuda kwetsika dzenyu dzamakachengeta kusvika zvino. Uye munoita zvinhu zvizhinji zvakadaro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro munoita kuti shoko raMwari rive chinhu pasina, pamusana pamagamuchidzanwa etsika dzenyu amunogamuchidzana; munoitawo zvimwe zvizhinji zvakafanana nezvizvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muchitorera shoko raMwari simba netsika dzenyu dzamakachengeta, nezvinhu zvizhinji zvakadaro munozviita.”
Shona 2009?
muchishayisa shoko raMwari simba netsika dzenyu dzamunogamuchidzana, nezvinhu zvizhinji zvakadaro munozviita.
Shona SUB 2002 Bible
muchitorera shoko raMwari simba netsika dzenyu dzamakachengeta, nezvinhu zvizhinji zvakadaro munozviita.”