Mark 7:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɗanira ɀe kwaari ʋanhu ʋazhinji akati kwaʋari: Nditererei mose, munzwisise!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akadanazve kwaari vanhu vazhinji akati kwavari, “Nditeererei, imi mose, uye munzwisise izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadaidza zvakare chita chavanhu ndokuti kwavari, “Nditeererei munzwe mose munzwisise.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadanirazve kwaari vanhu vazhinji akati kwavari, “Nditererei mose, munzwisise!
Shona 2009?
Zvino wakati adanira chaunga chose \add kwaari\add* akati kwavari: Nditeererei mose, munzwisise.
Shona SUB 2002 Bible
Akadanirazve kwaari vanhu vazhinji akati kwavari, “Nditererei mose, munzwisise!