Mark 7:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti haɀipindi mumŋoyo make asi muɗumbu, ɀicirashwa kunze; nokutaura kwakaɗaro wakanatsa ɀokudya ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hazvipindi mumwoyo make asi mudumbu make, uyezve zvichizobuda mumuviri wake.” Nokutaura uku, Jesu akati zvokudya zvose zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti hachipindi mumwoyo make, asi mudumbu make chichizobva chorasirwa kunze?” (Nokudaro akachenura zvokudya zvose.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti hazvipindi mumwoyo make asi mudumbu, zvichiraswa kunze. Nokutaura kwakadaro akanatsa zvokudya zvose.”
Shona 2009?
Nokuti hachipindi mumoyo make, asi mudumbu, chichibuda kunze; \add nokutaura kwakadaro\add* wakanatsa zvokudya zvose.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti hazvipindi mumwoyo make asi mudumbu, zvichiraswa kunze. Nokutaura kwakadaro akanatsa zvokudya zvose.”