Mark 7:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋona ʋamŋe ʋaʋadzidzi ʋake ʋacidya namaʋoko anetȿina, ndokuti asina‐kushambga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakaona vamwe vavadzidzi vake vachidya zvokudya namaoko akanga ane “tsvina,” ndiko kuti, asina kushambwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaona kuti vamwe vavadzidzi vake vaidya chingwa namaoko ane tsvina, zvinoreva kuti, asina kushambwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaona vamwe vadzidzi vake vachidya namaoko ane tsvina, ndokuti asina kushambwa.
Shona 2009?
vakati vavona vamwe vavadzidzi vake vachidya chingwa namavoko anetsvina, ndiko kuti asina kushambwa vakatsutsumwa.
Shona SUB 2002 Bible
vakaona vamwe vadzidzi vake vachidya namaoko ane tsvina, ndokuti asina kushambwa.