Mark 7:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mukati, mumŋoyo yaʋanhu munoɓuɗa mifuŋgo yakaipa, noʋupombge, nokuɓa, nokuʋuraya,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kubva mukati, kubva mumwoyo yavanhu ndimo munobuda mirangariro yakaipa, upombwe, kuba, kuuraya, ufeve,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti imomo mumwoyo yavanhu, ndimo munobva pfungwa dzakaipa, nounzenza, nokuba, nokuuraya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mukati, mumwoyo yavanhu munobuda mifungo yakaipa, noupombwe, nokuba, nokuuraya,
Shona 2009?
Nokuti kubva mukati, mumoyo yavanhu munobuda mifungo yakaipa, vupombwe, vufeve, umhondi,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mukati, mumwoyo yavanhu munobuda mifungo yakaipa, noupombwe, nokuba, nokuuraya,