Mark 7:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀakaipa iɀoɀo ɀose ɀinobva mukati, ɀinoȿiɓisa munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakaipa izvozvi zvose zvinobuda kubva mukati uye ‘zvinosvibisa munhu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaipa zvose izvi zvinobva mukati, uye zvinon'oresa munhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvakaipa izvozvo zvose zvinobva mukati, zvinosvibisa munhu.”
Shona 2009?
zvakaipa izvozvi zvose zvinobva mukati, zvichisvibisa munhu.
Shona SUB 2002 Bible
zvakaipa izvozvo zvose zvinobva mukati, zvinosvibisa munhu.”