Mark 7:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Ʋana ŋgaʋataŋge kuguta, nokuti haɀina‐kunaka kutora ciŋgwa caʋana, ndokucikandira imbganana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwaari, “Vana vanofanira kutanga kudya zvavanoda, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira kumbwa dzavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Vana ngavatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.”
Shona 2009?
Asi Jesu akati kwaari: Regai vana vatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokukandira kuimbwanana.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Vana ngavatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.”