Mark 7:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati kwaari: Hoŋo, Ishe, kunyaŋge nembganana ʋo dzinodya pasi petafura ɀimeɗu ɀaʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akapindura akati, “Hongu Ishe, asi kunyange imbwa dziri pasi petafura dzinodya zvimedu zvezvokudya zvavana wani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye akamupindura achiti, “Hongu zvazvo Tenzi, inga wani kunyange imbwanana dziri pasi petafura dzinodya hurubvurubvu hwechingwa chavana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati kwaari, “Hongu, Ishe, kunyange nembwananawo dzinodya pasi petafura zvimedu zvavana.”
Shona 2009?
Akapindura akati kwaari: Hongu, Ishe; kunyange nembwananavo \add dziri \add*pasi petafura dzinodya zvimedu zvavana.
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati kwaari, “Hongu, Ishe, kunyangwe nembwananawo dzinodya pasi petafura zvimedu zvavana.”