Mark 7:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Nokuɗa kweshoko iro, enda; mŋeya wakaipa wabva pamŋanasikana wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwaari, “Nokuda kwemhinduro yakadai, enda hako; dhimoni rabva pamwanasikana wako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako.”
Shona 2009?
Akati kwaari: Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako.”