Mark 7:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akatarira kuɗeŋga, akagomera, akati kwaari: Efata, ndokuti: Dziʋuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatarisa kudenga uye nokugomera kukuru akati kwaari, “Efata!” (kureva kuti, “Dziuka!”)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari, “Efata,” ndokuti, “Dziuka.”
Shona 2009?
Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari: "Efata"; ndiko kuti: Zarurwa!
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari, “Efata,” ndokuti, “Dziuka.”