Mark 7:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakashamiswa ɀikuru‐kuru, ʋaciti: Wakaita ɀose ɀakanaka; wakaita matsi kuti dzinzwe, nembeʋeʋe kuti dzitaure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakashamiswa zvikuru kwazvo. Vakati, “Akaita zvinhu zvose nenzira yakanaka. Anoita kuti kunyange matsi dzinzwe uye nembeveve dzitaure.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakashamiswa zvikuru-kuru, vachiti, “Akaita zvose zvakanaka; akaita matsi kuti dzinzwe, nembeveve kuti dzitaure.”
Shona 2009?
Vakashamiswa zvikuru-kuru, vachiti: Wakaita zvose zvakanaka; wakaita matsi kuti dzinzwe, nembeveve kuti dzitaure.
Shona SUB 2002 Bible
Vakashamiswa zvikuru–kuru, vachiti, “Akaita zvose zvakanaka; akaita matsi kuti dzinzwe, nembeveve kuti dzitaure.”