Mark 7:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munosiya mirairo yaMŋari, muciceŋgeta tsika dzaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makasiya mirayiro yaMwari uye mukachengetedza tsika dzavanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munokanda pasi murao waMwari kuti muti dzvemere namagamuchidzanwa etsika dzavanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munosiya mirairo yaMwari, muchichengeta tsika dzavanhu.”
Shona 2009?
Nokuti munosiya mirairo yaMwari, muchichengeta tsika dzavanhu, \add se\add*kusuka mapoto nemikombe nezvimwe zvakadaro munozviita.
Shona SUB 2002 Bible
“Munosiya mirairo yaMwari, muchichengeta tsika dzavanhu.”