Mark 7:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, munoramba murairo waMŋari, kuti muceŋgete tsika dzenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akati kwavari, “Mune nzira chaiyo yokuisa parutivi nayo mirayiro yaMwari kuitira kuti mucherechedze tsika dzenyuwo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Zvirokwazvo, munoramba murayiro waMwari, kuti muchengete tsika dzenyu;
Shona 2009?
Zvino akati kwavari: Zvirokwazvo, munoramba murairo waMwari, kuti muchengete tsika dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Zvirokwazvo, munoramba murairo waMwari, kuti muchengete tsika dzenyu;