Mark 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo ɀe kwakaŋga kunaʋazhinji‐zhinji, ʋakaŋga ʋasinaɀaʋaŋgadya, akaɗanira ʋadzidzi ʋake kwaari, akati kwaʋari:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva iwayo vamwe vanhu vazhinji zhinji vakaungana. Sezvo vakanga vasina zvokudya, Jesu akadana vadzidzi vake kwaari akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Namazuva iwayo gungano guru ravanhu parakaungana zvakare, uye vakanga vasisina chokudya akadaidza vadzidzi vake akati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayozve kwakanga kunavazhinji zhinji, vakanga vasina zvavangadya, akadanira vadzidzi vake kwaari, akati kwavari,
Shona 2009?
Namazuva iwayo zvakwakanga kune chaunga chikuru, vasina zvavangadya, Jesu akadana vadzidzi vake, akati kwavari:
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva iwayozve kwakanga kuna vazhinji zhinji, vakanga vasina zvavangadya, akadanira vadzidzi vake kwaari, akati kwavari,