Mark 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo akapinda mugwa naʋadzidzi ʋake, akaȿika kumatiʋi enyika yeDarmanuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akapinda mugwa navadzidzi vake akaenda kudunhu reDharimanuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pakarepo ndokubva akwira mugwa navadzidzi vake akaenda kudunhu reDharimanuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo akapinda muigwa navadzidzi vake, akasvika kumativi enyika yeDharimanuta.
Shona 2009?
Pakarepo akapinda muchikepe navadzidzi vake, akasvika kumativi eDharimanuta.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo akapinda muigwa navadzidzi vake, akasvika kumativi enyika yeDharimanuta.