Mark 8:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaʋasiya, akapinda ɀe mugwa, akayambukira mhiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akavasiya, akadzokera mugwa akayambukira kuno rumwe rutivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva avasiya, ndokukwirazve mugwa oyambukira mhiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akavasiya, akapindazve muigwa, akayambukira mhiri.
Shona 2009?
Ipapo akavasiya, akapindazve muchikepe, akabva akayambukira kune gumwe rutivi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akavasiya, akapindazve muigwa, akayambukira mhiri.