Mark 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋakaŋganwa kutora ɀiŋgwa; ʋakaŋga ʋasineɀiŋgwa, asi cimŋe ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vakanga vakanganwa kuuya nechingwa, kunze kwechimwe chete chavakanga vanacho mugwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vakanganwa kutora zvingwa muigwa; vakanga vasina zvingwa muigwa, asi chimwe bedzi.
Shona 2009?
Zvino vakanga vakangamwa kutora zvingwa; uyevo vakanga vasina \add c\add*hinhu muchikepe chingapfuvura chingwa chimwe chete.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vakanganwa kutora zvingwa muigwa; vakanga vasina zvingwa muigwa, asi chimwe bedzi.