Mark 8:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaraŋgana ʋakati: Unoɗaro nokuti hatineɀiŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakataurirana vachiti, “Imhaka yokuti hatina chingwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakakurukurirana pachavo vachiti, “Hatina chingwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakarangana vakati, “Anodaro nokuti hatine zvingwa.”
Shona 2009?
Vakarangana pakati pavo vachiti: Nokuti hatine zvingwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakarangana vakati, “Anodaro nokuti hatine zvingwa.”