Mark 8:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndinetsitsi naʋanhu ʋazhinji, nokuti atoʋa mazuʋa matatu aʋakagara neni ʋasinaɀaʋaŋgadya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndino urombo kwazvo navanhu ava; atova mazuva matatu vaneni uye havana chokudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndine tsitsi navanhu vazhinji, nokuti atova mazuva matatu avakagara neni vasina zvavangadya.
Shona 2009?
Ndinetsitsi nechaunga, nokuti chakagara neni mazuva atova matatu vasina zvavangadya.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndine tsitsi navanhu vazhinji, nokuti atova mazuva matatu avakagara neni vasina zvavangadya.