Mark 8:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaȿika Betsaida; ʋakaʋuya neɓofu, ʋakakumbira ɀikuru kwaari, kuti amunyaŋgate.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasvika kuBhetisaidha, uye vamwe vanhu vakauya nomunhu akanga ari bofu uye vakakumbira zvikuru kuti Jesu amubate.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakasvika Bhetisaidha; vakauya nebofu, vakakumbira zvikuru kwaari, kuti amunyangate.
Shona 2009?
Zvino wakasvika Bhetisaidha; vakavuya nebofu kwaari, vakamugombedzera kuti arinyangate.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakasvika Bhetisaidha; vakauya nebofu, vakakumbira zvikuru kwaari, kuti amunyangate.