Mark 8:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akatarira, akati: Ndinoʋona ʋanhu, ndinoʋaʋona ʋacifamba ʋakafanana nemiti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akatarisa kumusoro akati, “Ndinoona vanhu; vanotarisika semiti inofamba-famba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatarisa akati, “Ndiri kuona vanhu asi vanotarisika semiti iri kufamba.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akatarira, akati, “Ndinoona vanhu, ndinovaona vachifamba vakafanana nemiti.”
Shona 2009?
Iro rikatarira kumusoro rikati: Ndinovona vanhu vakaita semiti, vachifamba.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akatarira, akati, “Ndinoona vanhu, ndinovaona vachifamba vakafanana nemiti.”