Mark 8:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akamuendisa kumba kwake akati: Usatoŋgopinda mumusha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamuendesa kumba achiti, “Usapinda mumusha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akamuendesa kumba kwake achiti, “Usamboenda zvako nomumusha umu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akamuendesa kumba kwake akati, “Usatongopinda mumusha.”
Shona 2009?
Akamuendesa kumba kwake, achiti: Usatongopinda mumusha kana kuvudza chero munhu mumusha.
Shona SUB 2002 Bible
Akamuendesa kumba kwake akati, “Usatongopinda mumusha.”