Mark 8:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndikaʋaendisa kumusha kwaʋo ʋanenzara, ʋacaziya panzira; ʋamŋe ʋaʋo ʋanobva kure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndikavaendesa vane nzara kumusha, vachaziya vakawira pasi nenzara munzira, nokuti vamwe vavo vakabva kure.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ndikavaendesa kumisha yavo vaine nzara vachaziya panzira nokuti vamwe vavo vabva kure.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndikavaendesa kumusha kwavo vane nzara, vachaziya panzira; vamwe vavo vanobva kure.”
Shona 2009?
Kana ndikavaendisa kumba kwavo vasina kudya, vachaziya panzira; nokuti vamwe vavo vanobva kure.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndikavaendesa kumusha kwavo vane nzara, vachaziya panzira; vamwe vavo vanobva kure.”