Mark 8:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akataura shoko iro pacena. Ɀino Petro akaenda naye ʋari ʋoga, akataŋga kumuraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akataura pachena pamusoro pazvo, uye Petro akaenda naye parutivi akatanga kumutsiura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataura izvi pachena. Ipapo Pita akamutora parutivi ndokutanga kumutsiudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akataura shoko iro pachena. Zvino Petirosi akaenda naye vari voga, akatanga kumutsiudza.
Shona 2009?
Akataura shoko iro pachena. Zvino Petro akamutora, akatanga kumutsiura.
Shona SUB 2002 Bible
Akataura shoko iro pachena. Zvino Petirosi akaenda naye vari voga, akatanga kumutsiudza.