Mark 8:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munhu ucagoɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akarashikirwa noʋupenyu bgake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu achabatsirweiko kana akawana nyika yose, asi akarasikirwa noupenyu hwake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti munhu achagobatsirweiko, kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake?
Shona 2009?
Nokuti zvinobatsireiko munhu, kana akawana nyika yose akarashikirwa nomweya wake?
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti munhu achagobatsirweiko, kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake?