Mark 8:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munhu ucaripeiko kuti adzikinure ʋupenyu bgake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kuti munhu angaripeiko kuti adzikinure upenyu hwake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?
Shona 2009?
Kana kuti munhu ucharipeiko kuti adzikinure mweya wake?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?