Mark 8:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadzidzi ʋake ʋakapindura, ʋakati kwaari: Munhu uŋgawanepiko murenje muno, ɀiŋgwa ɀiŋgagutisa ʋanhu aʋa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vake vakati, “Asi munhu angawanepiko murenje muno zvingwa zvavangapiwa vakaguta?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vake vakamupindura vachiti, “Pane angawane zvingwa mugwenga muno here zvingagutse vanhu ava?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vake vakapindura, vakati kwaari, “Munhu angawanepiko murenje muno, zvingwa zvingagutisa vanhu ava?”
Shona 2009?
Vadzidzi vake vakamupindura, \add vakati\add*: Zvingabvepiko zvingwa munhu zvaangagutsa nazvo vanhu ava murenje muno?
Shona SUB 2002 Bible
Vadzidzi vake vakapindura, vakati kwaari, “Munhu angawanepiko murenje muno, zvingwa zvingagutisa vanhu ava?”