Mark 8:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋabvunza, akati: Muneɀiŋgwa ɀiŋganiko? Ʋakati: Ɀinomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwavari, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavabvunza kuti, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Zvinomwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavabvunza, akati, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.”
Shona 2009?
Akavabvunza, \add akati\add*: Munezvingwa zvinganiko? Vakati: Zvinomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Akavabvunza, akati, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.”