Mark 8:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋakaŋga ʋanehoʋe ɗuku shomanene; ɀino akadziropafadza, akati ɀiiswe ʋo pamberi paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakanga vane hove duku shoma shoma zvakare; uye akavongazve akaudza vadzidzi kuti vadzigovere kuvanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye vakanga vane hove duku shomanene; zvino akatenda, Mwari akati zviiswewo pamberi pavo.
Shona 2009?
Uye vakanga vanehove duku shomanene; zvino aka\add dzi\add*ropafadza, akaraira kuti zviiswevo pamberi \add pavo\add*.
Shona SUB 2002 Bible
Uye vakanga vane hove duku shomanene; zvino akatenda, Mwari akati zviiswewo pamberi pavo.