Mark 9:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakariceŋgeta shoko iro, ʋaciita nyaya pakati paʋo, kuti kumuka kwaʋakafa cinyiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakachengeta shoko iri pakati pavo, vachikurukurirana pamusoro pokuti, “kumuka kwavakafa” kunorevei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakachengetedza zvinhu izvi mumwoyo mavo, vakachizvibvunza kuti, “Kumuka kuvafi kunorevei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakarichengeta shoko iro, vachiita nyaya pakati pavo, kuti, “Kumuka kwavakafa chinyiko?”
Shona 2009?
Vakachengeta shoko iro mukati mavo, vachibvunzana kuti zvinorevei kuti kumuka kwavakafa?
Shona SUB 2002 Bible
Vakarichengeta shoko iro, vachiita nyaya pakati pavo, kuti, “Kumuka kwavakafa chiiko?”