Mark 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ʋanyori ʋanotaurireiko ʋaciti, Eria unofanira kutaŋga kuʋuya?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakamubvunza vakati, “Seiko vadzidzisi vomurayiro vachiti Eria anofanira kutanga kuuya?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazomubvunza vachiti, “Ko, pamusana pei nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Eriya anofanira kutanga kuuya?’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamubvunza, vachiti, “Vanyori vanotaurireiko vachiti, ‘Eria anofanira kutanga kuuya?’ ”
Shona 2009?
Vakamubvunza, vachiti: Nemhaka yei vanyori vachiti Eria unofanira kutanga kuvuya?
Shona SUB 2002 Bible
Vakamubvunza, vachiti, “Vanyori vanotaurireiko vachiti, ‘Eriya anofanira kutanga kuuya?’ ”