Mark 9:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndinoti kwamuri, Eria wakatoȿika, ʋakamuitira ɀose paʋakaŋga ʋaciɗa napo, seɀaɀakanyorwa pamsoro pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinoti kwamuri, Eria akauya, uye vakaita kwaari zvinhu zvose zvavaida, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndinoti kwamuri, Eria akatosvika, vakamuitira zvose pavakanga vachida napo, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.”
Shona 2009?
Asi ndinoreva kwamuri kuti Eriavo wakatosvika, vakamuitira zvose zvavaida, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndinoti kwamuri, Eriya akatosvika, vakamuitira zvose pavakanga vachida napo, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.”