Mark 9:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋabvunza, akati: Munoita nyaya neiko naʋo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Muri kuvabvunzeiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavabvunza achiti, “Ko muri kuitirana nharo dzei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavabvunza, akati, “Munoita nyaya neiko navo?”
Shona 2009?
Akabvunza vanyori \add akati\add*: Munopikisaneiko navo?
Shona SUB 2002 Bible
Akavabvunza, akati, “Munoita nyaya neiko navo?”