Mark 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akabvunza ɓaɓa ʋake, akati: Yaʋa ŋguʋa vakaɗiniko kubvira iɀoɀi ɀicimuwira? Akati: Kubva paʋuɗuku bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akabvunza baba vomukomana akati, “Ane nguva yakadii achiita izvi?” Vakapindura vakati, “Kubva pauduku hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akabvunza baba vake achiti, “Ava nenguva yakadii achidai?” Ivo vakati, “Kubvira paupwere hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akabvunza baba vake, akati, “Yava nguva yakadiniko kubvira izvozvi zvichimuwira?” Akati, “Kubva pauduku hwake.”
Shona 2009?
Zvino akabvunza baba vake \add akati\add*: Yava nguva yakadiniko kubvira izvozvi zvichimuwira? Akati: Kubva pavuduku.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akabvunza baba vake, akati, “Yava nguva yakadiniko kubvira izvozvi zvichimuwira?” Akati, “Kubva pauduku hwake.”