Mark 9:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Kana iwe ucigona kutenda, ɀose ɀiŋgaitika kunounotenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Kana muchigona? Zvinhu zvose zvinogoneka kuna anotenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.”
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Kana iwe uchigona kutenda, zvinhu zvose zvinokwanisika kunounotenda.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.”