Mark 9:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋo dzake dzikapenya, dzikacena ɀikuru; hakunomusuki pano panyika, uŋgagona kudzicenesa dzikaɗaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguo dzake dzakapenya, dzikachena kupfuura zvingacheneswa nomunhu upi zvake munyika muno.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hanzu dzake dzakapenya dzikachena kuti mbu — u chaizvo zvokuti hapana musuki pasi pano angagone kudzichenesa kudaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguo dzake dzikapenya, dzikachena zvikuru; hakuna musuki pano panyika, angagona kudzichenesa kudaro.
Shona 2009?
Nguvo dzake dzikapenya, dzikachenesesa zvikuru semagada echando; zvokuti hakunomusuki pano panyika, ungagona kudzichenesa \add dzikadaro\add*.
Shona SUB 2002 Bible
Nguo dzake dzikapenya, dzikachena zvikuru; hakuna musuki pano panyika, angagona kudzichenesa kudaro.