Mark 9:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakabva ipapo, ʋakagura neGarirea, akaramba kuti ɀizikanwe nomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva panzvimbo iyoyo vakapfuura nomuGarirea. Jesu akanga asingadi kuti zvizivikanwe nomunhu kuti vaiva kupi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vakabva ipapo vakapfuura nomuGarirea asi akanga asingadi kuti zvizivikanwe naani zvake;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakabva ipapo, vakagura neGariria, akaramba kuti zvizikanwe nomunhu.
Shona 2009?
Vakabva ipapo, vakagura neGariri, akaramba kuti zvizikamwe nomunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakabva ipapo, vakagura neGareriya, akaramba kuti zvizikanwe nomunhu.