Mark 9:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haʋana‐kunzwisisa shoko iro, ʋakatya kumubvunza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havana kunzwisisa zvaakanga achireva uye vakanga vachitya kumubvunza pamusoro pazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havana kunzwisisa zvaakataura, uye vakatya kumubvunza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi havana kunzwisisa shoko iro, vakatya kumubvunza.
Shona 2009?
Asi havana kunzwisisa shoko iro, vakatya kumubvunza.
Shona SUB 2002 Bible
Asi havana kunzwisisa shoko iro, vakatya kumubvunza.