Mark 9:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿika Kapernaume; ɀino wakati aʋa mumba, akaʋabvunza, aciti: Makaŋga muciita nyaya yeiko munzira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasvika kuKapenaume. Paakanga ari mumba, akavabvunza akati, “Manga muchikakavadzana pamusoro peiko munzira?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vakasvika Kapenaumu. Vava mumba akavabvunza achiti, “Manga muchiitirana nharo dzei munzira?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvika Kapenaume; zvino akati ava mumba, akavabvunza, achiti, “Makanga muchiita nyaya yeiko munzira?”
Shona 2009?
Zvino wakasvika Kapenaume; akati ava mumba, akavabvunza, \add achiti\add*: Makanga muchikakavadzanireiko munzira?
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvika Kapenaume; zvino akati ava mumba, akavabvunza, achiti, “Makanga muchiita nyaya yeiko munzira?”