Mark 9:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaramba ʋanyerere, nokuti ʋakaŋga ʋaita nharo pakati paʋo munzira, kuti mukuru ndiani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakanyarara nokuti vakanga vakakavadzana vari munzira pamusoro pokuti mukuru ndiani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaramba vanyerere, nokuti munzira vakanga vachiitirana nharo dzokuti ndiani mukuru kupinda vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaramba vanyerere, nokuti vakanga vaita nharo pakati pavo munzira, kuti mukuru ndiani.
Shona 2009?
Asi vakaramba vanyerere, nokuti munzira vakanga vaita nharo pakati pavo \add kuti\add* mukuru ndiani.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaramba vanyerere, nokuti vakanga vaita nharo pakati pavo munzira, kuti mukuru ndiani.