Mark 9:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akagara pasi, akaɗana ʋanegumi naʋaʋiri, akati kwaʋari: Kana munhu aciɗa kuʋa wokutaŋga, ucazoʋa weshure kunaʋose nomuranda waʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Agara pasi, Jesu akadana vane gumi navaviri akati, “Kana munhu achida kuva wokutanga, anofanira kuva iye wokupedzisira, uye muranda wavose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati agara pasi, akadaidza vane gumi navaviri akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga anofanira kuva okupedzisira pana vose; agove mushandiri wavose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akagara pasi, akadana vane gumi navaviri, akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga, achazova weshure kuna vose nomuranda wavose.”
Shona 2009?
Ipapo akagara pasi, akadana vanegumi navaviri, akati kwavari: Kana munhu achida kuva wokutanga, uchava wekupedzisira kunavose nomuranda wavose.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akagara pasi, akadana vane gumi navaviri, akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga, achazova weshure kuna vose nomuranda wavose.”