Mark 9:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatora mŋana muɗuku, akamuisa pakati paʋo; akamufuŋgatira mumaʋoko, akati kwaʋari:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatora mwana muduku akamumisa pakati pavo. Akamubata mumaoko ake, akati kwavari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazotora mwana muduku; akamuisa pakati pavo, akamugumbatira mumaoko akati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatora mwana muduku, akamuisa pakati pavo; akamupfumbatira mumaoko, akati kwavari,
Shona 2009?
Akatora mwana muduku, akamuisa pakati pavo; akati amufungatira mumavoko, akati kwavari:
Shona SUB 2002 Bible
Akatora mwana muduku, akamuisa pakati pavo; akamupfumbatira mumaoko akati kwavari,