Mark 9:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati: Musamudziʋisa, nokuti hakunomunhu uŋgaita ɓasa resimba nezita raŋgu, uŋgakurumidza kutaura ɀakaipa pamsoro paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Musamudzivisa. Hakuna munhu anoita chishamiso muzita rangu angazotaura zvakaipa pamusoro pangu panguva dzinotevera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akati, “Musamurambidze nokuti hakuna munhu anoita zvishamiso muzita rangu pedzepo ogona kutaura zvakaipa nezvangu;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati, “Musamudzivisa, nokuti hakuna munhu angaita basa resimba nezita rangu, angakurumidza kutaura zvakaipa pamusoro pangu.
Shona 2009?
Asi Jesu wakati: Musamudzivisa, nokuti hakunomunhu ungaita basa resimba muzita rangu, ungakurumidza kutaura zvakaipa pamusoro pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati, “Musamudzivisa, nokuti hakuna munhu angaita basa resimba nezita rangu, angakurumidza kutaura zvakaipa pamusoro pangu.