Mark 9:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti aninani unokunwisai mukombe wemvura muzita raŋgu, nemhaka yokuti muri ʋaKristu, ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, haanakurashikirwa nomuɓairo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokuudzai chokwadi, ani naani anokupai mukombe wemvura muzita rangu nokuda kwokuti muri vaKristu zvirokwazvo haangazorasikirwi nomubayiro wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anokupai mukombe wemvura yokunwa pamusana pokuti muri vanhu vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haazorasikirwa nomubayiro wake kwete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ani naani anokunwisai mukombe wemvura muzita rangu, nemhaka yokuti muri vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haana kurasikirwa nomubayiro wake.
Shona 2009?
Nokuti aninani unokupai mukombe wemvura kuti mumwe muzita rangu, nemhaka yokuti muri vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Haangarashikirwi nomubairo wake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ani naani anokunwisai mukombe wemvura muzita rangu, nemhaka yokuti muri vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haana kurasikirwa nomubairo wake.