Mark 9:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unogumbusa mumŋe waʋaɗuku aʋa ʋanotenda kwandiri, ɀirinani kwaari kuti guyo guru risuŋgirirwe pamutsipa wake, akandirwe muguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uye kana ani naani akaita kuti mumwe wavaduku ava vanotendeka kwandiri atadze, zvingava nani kwaari kuti akandwe mugungwa akasungirirwa guyo guru mumutsipa make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anofurira mumwe wavana vaduku ava vanotenda mandiri kutadza zvinotova nani kwaari kuti asungirirwe ziguyo mumutsipa wake agokandwa mugungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ani naani anogumbusa mumwe wavaduku ava vanotenda kwandiri, zviri nani kwaari kuti guyo guru risungirirwe mumutsipa wake, akandirwe mugungwa.
Shona 2009?
Uye aninani unogumbusa mumwe wavaduku \add ava\add* vanotenda kwandiri, zvirinani kwaari kuti guyo guru riremberedzwe pamutsipa wake, akandirwe mugungwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Ani naani anogumbusa mumwe wavaduku ava vanotenda kwandiri, zviri nani kwaari kuti guyo guru risungirirwe mumutsipa wake, akandirwe mugungwa.