Mark 9:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaŋga asiŋgaziʋi caanotaura, nokuti ʋakatya ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akashaya zvokutaura, vakanga votya zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanga asingazivi zvaaitaura nokuti vakanga vabatwa nokutya kukuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga asingazivi chaanotaura, nokuti vakatya zvikuru.
Shona 2009?
Nokuti wakanga asingazivi chokutaura; nokuti vaitya zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga asingazivi chaanotaura, nokuti vakatya zvikuru.