Mark 9:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino gore rikaʋuya rikaʋafukidza, inzwi rikaɓuɗa mugore, riciti: Uyu Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, mumunzwei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo gore rakaonekwa rikavafukidza, uye inzwi rakabuda mugore rikati, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, wandinoda. Munzwei!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gore rakavafukidza, izwi rikabva mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo, munzwei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino gore rikauya rikavafukidza, izwi rikabuda mugore, richiti, “Uyu Mwanakomana wangu mudiwa, mumunzwei!”
Shona 2009?
Zvino kwakava negore rakavafukidza, inzwi rikabuda mugore, richiti: Uyu Mwanakomana wangu unodikamwa, mumunzwei!
Shona SUB 2002 Bible
Zvino gore rikauya rikavafukidza, izwi rikabuda mugore, richiti, “Uyu Mwanakomana wangu mudiwa, mumunzwei!”